Ruvimbo - Wikipedia Ruvimbo From Wikipedia Jump to navigation Jump to search Ruvimbo, chigonda (trust) kureva moyo unotenda mune munhu kana boka revanhu kuti vakavimbika pane zvavanoita kana kutaura. Mamwe Mazwi[chinja | edit source] Kuvimbika (trust worthy) kureva kutendeka kana kuva paidi mukutaura nokuita. Chivimbiso Chitendeso Kutembeka Kudzvanhuka kana kurasisa (Let someone down who trusts. Be unworthy of trust placed in one). Gonda (hope, trust). Kugondeka (to be faithful). Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source] Gonda chako chin'wango, chokukumbira hachina ndima: put your trust in your own tools, an old hoe you borrow from someone is recalled by its owner before you can finish weeding a part of the field. Kugondeka kuna Mwari: to be faithful to God. Mbimba kana manyemwe (Exaggerated self-confidence) Ane mbimba: he is self-assured. Kunozoita inonzi mbimbindoga uyu ari munhu anozvitemba iye pachake. Psalm 146:5, Unomuchena uwo kudetswa kwake ndiMwari waJakobe, uwo gonda rake riri muna Mambo Mwari, Mwari wake: Blessed are those whose help is the God of Jacob, whose hope is in the Lord their God. (kubva muBhaibheri reChiNdau. Ndakagonda munaMambo Mwari: I have trusted in the LORD. (Nduyo 26:1, Bhaibheri reChiNdau. Mitauro yeBantu[chinja | edit source] VaMambwe vanoti -palila (to hope, rely upon, trust, hope, expectation) kureva kuvimba kana tariro. VaFwe vanoti kusepisa (to promise) kureva kuvimbisa. VaFwe vanoti kusepa kana nsepo (trust, hope) kureva tariro.. VaLozi vanoti sepa (v.t. to trust, to be confident in, to rely on) vachireva kuvimba nanhingi. VaLozi vanoti -sepahala (to be trustworthy) kureva kuvimbika. VaLenje vanoti chisepo (Edible wild plants, roots, fruits) vachireva michero yesango inodyiwa. Retrieved from "https://sn.wikipedia.org/w/index.php?title=Ruvimbo&oldid=73990" Category: Chitendero Navigation menu Personal tools Hauna kugamuchirwa Talk Contributions Create account Log in Namespaces Gani Hurukuro Variants Views Read Edit Edit source View history More Tsvaga Banguranyika Peji Rekutanga Mukova wegutse Zvaba Kuchinjwa Peji nhemwa Rubatsiro Zvipo Maturuzi Zvakakochekera pano Zvinoenderana nezvachinjwa Isa fayera Mapeji akakosha Zvikochekero Zvisingachinje Page information Ita cite nyaya iyi Wikidata item Print/export Create a book Download as PDF Rinoita kuprinta In other projects Wikimedia Commons Mimwe Mitauro العربية Asturianu Беларуская Български Català Čeština Dansk Deutsch English Esperanto Español Eesti Euskara Suomi Français Frysk Galego עברית Hrvatski Հայերեն Italiano 日本語 Қазақша ಕನ್ನಡ 한국어 Nederlands Polski Português Русский Srpskohrvatski / српскохрватски Simple English Slovenčina Српски / srpski Türkçe Українська 中文 Edit links This page was last edited on 5 Chivabvu 2020, at 02:42. Text is available under the Creative Commons Attribution-ShareAlike License; additional terms may apply. See Terms of Use for details. Privacy policy About Wikipedia Matandanyadzi Mobile view Developers Statistics Cookie statement